Zvivezwa zveChokwadi zvisina kwazvakarerekera ndiyo nyaya yatinobata zvikuru. Chimwe nechimwe chakazvimiririra uye chine mhando yacho chega ne akachigadzira. Kushandiswa kwemichina kunokurudzirwa nevakangwara ku Germany asi handizvo. Kushandisa maoko, zviri mumwoyo uye kunzwanana nokucherechedza dombo kwenguva, mazuva kana masvondo kunoita kuti ugadzire chivezwa chinokosha.
Huyai muone mhando uye mweya wakadzikadzika uri mumatombo zvichakushamisai. Torai nguva yenyu kana zvichibvira wanai mifananidzo kubva mubindu redu.

Zviri muchitoro ne bindu re  littleZIM:

• Zvivezwa zvematombos
• Zvigadzirwa zvesimbi
• Zvivezwa zvemiti
• Shielahs
• Functional Art  


• Paintings

Nzvimbo yedu yezvivezwa iyi inenge ichishanda gore rose uye munoona pasina muripo.