Afrika yakapfuma uye yakanaka. Yakapfuma Muzvicherwa nenharaunda uye vanhu veko vane hushamwari uye zvipo zvekuvamba zvinhu nehuchenjeri. Vane tsika nemagariro uye zvinoyera tisingakangawe Art.

Zvose izvi tinoda kuzviunza pedyo nemi. Tine mhemberero uye zvikwata zvekushanda. Ikoko munosangana nesu ne shamwari dzedu uye vavezi. Munoita mukana wekudzidza zvakawanda.

Torai nguva yenyu munzwe , muone, nokupfekwa nemweya wezvivezwa zvedu. Maitiro atinota uye kuzvirongedza.

Ubuntu/Hunhu
Mweya wekubatana uri mukati mewatema uyo wakange waonekwa kare na Nelson Mandela kuti unounza nyika dzinoyewedza. Munku wese anokwanisa uye anofanirwa kubatsira nehunyanzvi uye samba rake hapana anoiswa kunze mukubata pamwe.
Chakakosha kushanda pamwe murunyararo taktarisa nharaunda. Ku Birkenried pa littleZIM tinodzidzisa hunhu. Nedzimwe nguwa tinotora nguva refu kuti. Tibatanidze maonero uye mafungiro akasiyanasyana.
Mishandira pamwe yedu yehundhu tinowana mwega wekubatana uye runyararo.